Munyaradzi by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Munyaradzi. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Munyaradzi by Jah Prayzah.
Lyrics Of Munyaradzi by Jah Prayzah
Hee chiriyo dzamara tasangana Wandigumbura, wandigumbura Wandigumbura, wandigumbura Ndizvozvo dzamara tasangana Wandigum-, wandigumbura Wandigum-, wandigumbura
Ipapo pandaigara Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo Ipapo pataivata Dzimwe nguva tairumwa nemarize Zviri mberi Taingobvunza Mwari Mutemberi Kumberi kunei?
Kunyangwe mvura yekutambudzika Payaidzika nematama ndaivepo Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradzi Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradzi
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega Tokonyana, tanga tatokonyana Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? Takonana, tanga tatokonana Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo Takanyana, tanga tatokanyana
Homwe yakazosara yozara nemazana Tapokana, tanga tatopokana Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando? Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo
Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato Vaizongotiona tapota nesango Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato Vaizongotiona tapota nesango Paizouya mhepo ndini ndaive bako
Kunyangwe mvura yekutambudzika Payaidzika nematama ndaivepo Kuva munyaradzi Ndini ndaive munyaradzi Kuva munyaradzi Ndini ndaive Munyaradzi
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega Tokonyana, tanga tatokonyana Ko seiko Mwendamberi mayaura mega? Takonana, tanga tatokonana Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo Takanyana, tanga tatokanyana Homwe yakazosara yozara nemazana Tapokana, tanga tatopokana
Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka Asi muhana tainge tavaka hukama Ndoyedza kuvata wanike kwayedza Varume, koo inga kwachena? Asi handina chiedza
Zvese zviye, zvese zviye Kwaingova kutungana kwembudzi varume Anouya kuhope ndirere Hope dzacho ndedzerume rudzi varume Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma) Kwaingova kutungana kwembudzi varume (here zvapera) Anouya kuhope ndirere (zvaguma) Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera)
https://primestan.com.ng/wp-content/uploads/2024/12/jah-prayzah-munyaradzi.mp3
Download Mp3 Here