Chiramwiwa by Jah Prayzah Mp3 Download
Get this song by Jah Prayzah titled Chiramwiwa. Mukudzeyi Mukombe, better known as Jah Prayzah, is a Zimbabwean contemporary musician and lead member of the band Third Generation. The song will make your playlist if love good music.
Use the link below to stream and download Chiramwiwa by Jah Prayzah.
Lyrics Of Chiramwiwa by Jah Prayzah
Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu) Milli (Milli, Milli, Milli) Mwanangu (mwanangu, mwanangu, mwanangu)
Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Mwanangu Chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa Asi usakanganwa nzira yekumba Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Mwanangu Chiramwiwa Enda, nechipo chawapiwa Asi usakanganwa nzira yekumba
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana
Mwanangu (mwanangu, mwanangu) Chero tikapara pasi senjiva Chero ndakuona rimwe rezuva Chiramwiwa
Mwanangu (mwanangu) Kuti uzowana chako cheziya Uchatanga watokumbira mweya Chiramwiwa
Aika zve mwanangu Chiramwiwa Chiramwiwa Aika zve mwanangu
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Chimwe chana Chimwe chana changu chakarova chana Chimwe chana
Ndakabara ndikarera ndega Ndakabara ndikarera ndega Ndatetereka, Nedzimwe nyika Ndikati inzwai mai sarai Ndikati inzwai mai sarai Ini ndamberereka, ndedzimwe nyika Ndikati inzwai mai sarai Ndikati inzwai mai sarai Ndatetereka nedzimwe nyika Inzwai mai sarai, ndikati inzwai
Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Ndakabara ndikarera ndega (ndakabara ndikarera ndega) Maiti kumba kune nhamo
Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire gwayana, dzoka mwana Inga ndimi maiti ramba uchizama (chimwe chana) chana Chimwe chana changu chakarova chana (chimwe chana) Uchapepuka tazopesana (dzoka kumba) mwanangu huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana Uchapepuka tapesana (chimwe chana) Mwanangu (chimwe chana changu chakarova chana) Chimwe chana
Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Asi ndiwe here, ndiwe, ndiwe nyakutumbura ndiwe? Uchapepuka tazopesana
Dzoka kumba, (mwanangu) huya ndikubaire (baire gwayana) gwayana Dzoka mwana (ahhh) Maiti kumba kune nhamo (chimwe chana) mwana (Chimwe chana changu) changu chakarova chana (Chimwe chana) chana, chana (Dzoka kumba) mwana huya ndikubaire gwayana Dzoka mwana, (mwana)
Inga ndimi maiti ramba uchizama (Chimwe chana) chana (Chimwe chana) changu chakarova chana (Chimwe chana) chana, chana
https://primestan.com.ng/wp-content/uploads/2024/12/jah-prayzah-chiramwiwa.mp3
Download Mp3 Here